16/06/2024
As we all know Harare yainzi Salisbury before independence.
Well, uyu ndiye Salisbury wacho, the Rhodesian capital city was named after him, he was commonly known as Lord Salisbury but his actual name was Robert Arthur Talbot Gascoyne-Cecil
He was the Prime Minister of the United Kingdom from 1885. The picture looks modern because I enhanced and colorized it
He is the one akapa Cecil John Rhodes Royal charter mugore ra 1889
WHAT IS THE ROYAL CHARTER?
Royal charter igwaro raMambo
Gwaro iri ndiro rakagadzira zviri pamutemo company inonzi BSAC iyo yaitungamirirwa naCecil John Rhodes pamwe chete nevamwe vake
BSAC ndiyo yakashandiswa ku coloniser Zimbabwe ichibva yatonga nyika ino from 1890 to 1922,
That means for more than 30 years nyika ino yaitongwa neCompany
Mushure mekunge Royal Charter yavakuda ku expire, Britain yakavhunza varungu vaigara muno kuti vanoda here kuti nyika ino ibatanidzwe neSouth Africa kana kuti yozvimirira yega kwosarudzwa hurumende itsva
Kwakabva kwaitwa referendum varungu vakavhotera kuti nyika ino ive yakazvimiririra (self governing colony)
Saka nekudaro mugore ra1923 this country attained a responsible government and became a self governing colony of Britain, ndipo pakaperera hutongi hwe BSAC
It's also the same year pakagadzwa Prime Minister wekutanga wenyika ino ainzi Charles Coghlan, his actual title was Premier
So that means nyika ino yaitongwa nema Prime Minister kubva mugore ra 1923 kusvika 1987
Zvekutongwa naExecutive President zvakatanga muna 1988, zvichireva kuti VaMugabe vaiva Prime Minister from 1980 to 1987 ndokuzova President from 1988
Zvoreva kuti Joshua Nkomo aiva ne 6 years pakavambwa government yekutanga nevarungu muna 1923, Robert Mugabe anga asati azvarwa because he was born in 1924
TAFFY THEMAN