02/03/2023
Parents | semubereki unombotambudzika nepfungwa dzekuti mwana wako achasara nei…….?
Nhasi ndinoda kukupai musara pavana watinawo , good thing ndeiyi isimbi yebasa..(peanut butter making machine)
Nemushini uyu unogona kukuya dovi wotengesa uchiita mari,kureva uchakubatsira kuriritira mhuri yako,…kana vana vasara vanosara vachiitawo mari nawo saka pano tirikuti tarova shiri mbiri nedombo rimwe…saka pamunotenga mushini tinodzidzisa imi newana wenyu kuushandisaaaaa….
Kana maifarira nyaya iyi tapota liker post ino ne page redu kuti musasare pane zvirongwa zvedu…
Madaro ibvai maita zvekufona apa kana WhatsApp
+263719233989
+263772233989
Kana une mubereki waunoda kutengerawo mushini uyu ingoti hie tikupe link re group redu repa fb